Welcome Mauya
Hello Mhoro (sg) Mhoroi (pl)
How are you? Wakadini zvako? (sg) Makadini zvenyu? (pl)
I'm fine, thanks. And you? Ndiripo , makadiwo?
Long time no see Ko, vemakore!
What's your name? Unonzani? (sg) Munonzani? (pl)
My name is ... Ndinonzi... / Zita rangu i.....
Where are you from? Unobva kupi? (sg) Munobva kupi?? (pl)
I'm from ... Ndinobva ku...
Pleased to meet you Ndafara kukuziva (sg) Ndafara kukuzivai (pl)
Good morning Mangwanani / Mangwanani, marara sei? (reply)
Good afternoon Masikati / Masikati, maswera sei? (reply)
Good evening Manheru / Maswera sei (reply)
Good night Urare zvakanaka (sg) Murare Zvakanaka (pl)
Goodbye Sara Zvakanaka (sg) Sariayi Zvakanaka (pl)
Good luck Uve nemhanza yakanaka (sg) Muve nemhanza yakanaka (pl)
Have a nice day Uve nezuva rakanaka (sg)
Bon appetit